7 LETTERS IN ONE SHOW

You are missing some Flash content that should appear here! Perhaps your browser cannot display it, or maybe it did not initialize correctly.

This week on the 14th January ,2011 vanhu vakonyora tsamba nomwe dzaisanganisira zvunhu zvakasiyanasiyana. Here are the letters that were read , and the podcasts to listern to if you missed the show ZVAKAWOMA WENA ZVEMUDZIMBA IZVI.

 

LETTERS FOR CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA 14 TH JANUARY, 2012.

 

1.      

Veduwe ini ndine dambudziko rekuti handinyatso zive chinonaka pabonde . Ini ndirimudzimai ane makore 23 asi I can’t figure it out kuti chiiko chaicho chinonyatso naka pa bonde. vanamai chiyi inonyanyakunaka papi uye papi chaipo. pakupinda here, pakutambatamba mukati here pakudirwa hurume here. papi chaipo Vatereri neku ini handisi kuto ziva pandimire . Is it possible in life not to enjoy sex at all?My other problem is kissing . Please  help i hate kiss too bad apo mkomana wangu anoida zvakanyanya what can i do to enjoy kis i love hm so much & dont want to lose hm bcoz of a kiss and because I cant understand my body feelings e bonde.

 


2.      

Kuna vaMushamarari.I  Do have a male friend of mine .We hv knwn each other for the past two yrs.He buys me everything I want  and gives me mari wheneva we meet, he texts at least 4 tyms per dy at tyms he says hie Mummy,Babie. He is single.He does evrythng u wld expect 4rm a boyfriend i.e. we go out when he is free, the last tym we whr at Lake Chivero.At tyms he calls me and we meet in town oti can u help me choosing some clothes.He does have the qualities andinoda.'m nw getting confused really don't knw what to do. We haven't kissed or anything. The prob is mayb ndakumhanyisa pfungwa yet we r just friends ndoitawo sei veduwe ndatambura Vatereri ve Zimnet radio. Ndirikutya kunzi ndinozonzi akanyenga murume.

 


3.      

Dj please help how do you get over someone you have being seeing as the only love of your love....just someone you havent forgotten in years....unoita sei ko?and now iye akazorora zvake?

 


4.      

Hie Zimnet radio pliz ndibatsireiwo,,,, ndine munin'ina wangu cousin she is married nw the prob is anoda ex kudarika murume wake even pasex anoti she enjoys more neex than murume i tried to help her but anoti he cant stop thinking nezveex yacho off which ex yacho iri married she enjoys zvakanyanya aine ex or pafn thn murume wake is this normal,,ndingamupa advice yokuti kudii pliz help its getting worse i dnt want kuti aruze imba yake

 


5.      

Ndibatsirei vakomana my friend akachengeta munin'ina wake for more than 5 years achigara naye achimuendesa kuchikoro. she just discovered kuti minin'ina was sleeping with her husband and is 4 months pregnant now. Husband yake avakuti anotonomuroora. oitawo sei shuwa shamwari yangu. saka shuwa torega kuchengeta zvinin'ina here veduwee.

 


6.      

Kuvatereri kunyanya vechidzimai ndibatsireiwo mukadzi wangu anongoti ndukurwara nejeko mazuva ose . Is it that mukadzi wangu ariku avoda bonde kanakuti arikurwara zvesure any solutions?

 


7.      

Nhai askana? Kupfuhwira varume kuroya here kana kuti rudo? Is it controlling a person besides their will kana kuti its retaining what is yours?

 

 

 


Programs