Ukufunda akupheli/Kudzidza hakuperi

Hello Everyone/Salibonani/Mhoroi mese

Ngiyabonga ngosivakatshela ebulenjini bethu. Injongo yesahluko lesi ngeyokubana sifundisane indini ezintathu zaselizweni lethu leZimbabwe. Izifundo zethu zizabe zilula kabi, ngoba ngizabe ngitshutshisa ngazo zintathu indimi: IsiNdebele, IsiShona, kanye leSiNgisi.

 

Ndinotenda zvikuru nekuuya kwamaita kuzotandara nesu pamasaisai ezimNET. Padariro rino, ndichange ndichibatsirana nemi kuti tidzidze ndimi nhatu dzakakosha muNyika yedu yeZimbabwe. Kudzidza ndimi idzi kuchange kwakareruka chaizvo, nekuti ndichange ndichinyora dudziro mururimi rweChishona, ChiNdebele, neChirungu.

Thank you for visiting our website. I will use this space to help those who are willing to learn Zimbabwe's three official languages, English, Ndebele, and Shona. This will be very easy, because I will be posting translations in all three languages

 
Ivhiki eyodwa ilamalanga ayisikhombisa/Vhiki rimwe rine mazuva manomwe/There are seven days in a  week

IsiNdebele
Shona
English
Ilanga
Musi/Zuva
Day
iSonto Svondo Sunday
Umvulo Muvhuro Monday
Olwesibili Chipiri Tuesday
Olwesithathu Chitatu Wednesday
Olwesine China Thursday
Olwesihlanu Chishanu Friday
UMgqibelo Mugovera Saturday

 

 

Umnyaka owodwa ule nyanga ezilitshumi lambili/Gore rimwe chete rine mwedzi gumi nemiviri/There are twelve months in a year

Inyanga Mwedzi Month
Zibandlela
Ndira January
Hlolanja
Kukadzi February
Mbimbitho
Kurume March
Mabasa Kubvumbi April
Nkwenkwezi Chivabvu May
Nhlangula
Chikumi June
Ntulikazi
Chikunguru July
Ncwabakazi
Nyamavhuvhu August
Mpandula
Gunyana September
Mfumfu Gumiguru October
Lwezi Mbudzi November
Mpalakazi Zvita December