All chakafukidza podcasts
Submitted by djemu on Thu, 2012-01-26 17:48
Submitted by DJRodreck on Sun, 2012-01-15 18:48
This week on the 14th January ,2011 vanhu vakonyora tsamba nomwe dzaisanganisira zvunhu zvakasiyanasiyana. Here are the letters that were read , and the podcasts to listern to if you missed the show ZVAKAWOMA WENA ZVEMUDZIMBA IZVI.
LETTERS FOR CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA 14 TH JANUARY, 2012.
Submitted by djemu on Sun, 2012-01-08 00:24
Kunetsena kwamwene nemuroora,mwana wavo siyai zvakadaro,uye Murume akabatwa nemukadzi wake achiona mufananidzo yengochani pa internet. Mukadzi akabva aenda kwa sisi vake.Pane nyaya zvakare ya amai vakapiwa pamuviri mushure mekungenge muri ava kuvasema.
Submitted by Admin on Sun, 2011-11-27 04:05
If a husband comes back from a trip and asks his wife to use protection, what does that mean?
Submitted by MR.M. on Sat, 2011-11-26 15:12
An 18 year old needs to know how to tell his parents that his grown and mature. On the other hand, what would you say to a man who caught his wife pleasing herself? Listen to this discussion and here what others think.
Submitted by MR.M. on Sun, 2011-11-13 17:31
Topics of discussion:
- "Murume wangu haade kubhadhara rent......"
- "Ndakarepwa nemurume waamai vangu ndiri mudiki ndakabara mwana mukomana iyezvino mwanaakura akuda kuziva kuti baba vake ndiani..."
Listen to this discussion and what other's advice.
Submitted by MR.M. on Sun, 2011-11-06 20:29
Listen to this podcast to get more on this subject, Chii Chinombonzi sare?